Tell your friends about this item:
Uwiruwiru Hwazuro, Nhasi Namangwana
Munyaradzi Mawere
Uwiruwiru Hwazuro, Nhasi Namangwana
Munyaradzi Mawere
Uwiruwiru hwazuro nhasi namangwana muunganidzwa wemanyukopfungwa atinopakurirwa nananyanduri vane unyanzvi hwekudzamisa ndangariro nekuumba zviumbwapfungwa zvinotekenyedza. Mashoko ari munhetembo idzi anoputika senhondo dzemusasa achitanda sedandemutande pakubata mazera ose uye zviitiko zvakasiyana-siyana zvinosanganikwa nazvo mukurarama kwevanhu. Vananyanduri vari mubhuku rino vakashandisa misambo nezvidavado zvinomwisa mvura kuumba nhapitapi dzenhetembo dzinoti kutekenyedza pfungwa, kuvaraidza nekudzidzisa hupenyu hune mutsa. Kuvaverengi vanhasi namangwana, heino mbuva yehupenyu, ibatisisei
In this collection, in Shona, are essays by Zimbabwean poets; words in these poems explode like camp battles serving as a web for dealing with all ages and the various events involved in people's lives.
Media | Books Paperback Book (Book with soft cover and glued back) |
Released | August 2, 2019 |
ISBN13 | 9780797497788 |
Publishers | Africa Talent Publishers |
Pages | 202 |
Dimensions | 210 × 297 × 11 mm · 494 g |
Language | English |
More by Munyaradzi Mawere
See all of Munyaradzi Mawere ( e.g. Paperback Book and Hardcover Book )